Eksodho 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akaenderera mberi achiti: “Ndini Mwari wababa vako, Mwari waAbrahamu,+ Mwari waIsaka,+ naMwari waJakobho.”+ Mozisi akabva avanza chiso chake, nekuti aitya kutarisa Mwari wechokwadi.
6 Akaenderera mberi achiti: “Ndini Mwari wababa vako, Mwari waAbrahamu,+ Mwari waIsaka,+ naMwari waJakobho.”+ Mozisi akabva avanza chiso chake, nekuti aitya kutarisa Mwari wechokwadi.