-
1 Madzimambo 17:9, 10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 “Simuka uende kuZarefati yeSidhoni, ugare ikoko. Ndicharayira imwe chirikadzi iri ikoko kuti ikupe zvekudya.”+ 10 Saka akasimuka akaenda kuZarefati. Paakasvika pasuo reguta racho, akaona imwe chirikadzi ichitsvaga huni. Akabva ashevedzera kwairi achiti: “Ndinokumbirawo kuti undiunzire mvura shomanana mukapu ndinwe.”+
-