VaHebheru 2:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 tichapukunyuka sei kana tisina hanya neruponeso rwakakura kudai?+ Nekuti rwakatanga kutaurwa nezvarwo kuburikidza naIshe wedu,+ tikazoratidzwa kuti nderwechokwadi nevaya vakamunzwa,
3 tichapukunyuka sei kana tisina hanya neruponeso rwakakura kudai?+ Nekuti rwakatanga kutaurwa nezvarwo kuburikidza naIshe wedu,+ tikazoratidzwa kuti nderwechokwadi nevaya vakamunzwa,