RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Nyatsoisa pfungwa pazvinhu zvawakanzwa (1-4)

      • Zvinhu zvese zvakaiswa pasi paJesu (5-9)

      • Jesu nehama dzake (10-18)

        • Mumiririri Mukuru weruponeso rwavo (10)

        • Mupristi mukuru ane tsitsi (17)

VaHebheru 2:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 8:15
  • +Pis 73:2; VaH 3:12; 2Pe 3:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2013, p. 9

    4/1/2004, map. 11-12

    9/15/2002, map. 10-12

    “Rugwaro Rwose,” p. 245

VaHebheru 2:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 3:19
  • +Dhe 4:3; Jud 5

VaHebheru 2:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 10:28, 29
  • +Mk 1:14

VaHebheru 2:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 2:22
  • +1VaK 12:11

VaHebheru 2:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 17:31; 2Pe 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2009, p. 11

VaHebheru 2:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 144:3

VaHebheru 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 8:4-6
  • +Mt 28:18; 1VaK 15:27; VaE 1:22
  • +1Pe 3:22
  • +Pis 110:1

VaHebheru 2:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 2:7
  • +Zva 5:9
  • +Isa 53:5, 8; VaR 5:17; 1Ti 2:5, 6

VaHebheru 2:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:18, 19; 2VaK 6:18
  • +Mab 5:31; VaH 12:2
  • +Ru 24:26; VaH 5:8

VaHebheru 2:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 17:19; VaH 10:14
  • +Joh 20:17
  • +Mt 12:50; VaR 8:29

VaHebheru 2:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2007, p. 21

VaHebheru 2:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 8:17
  • +Isa 8:18

VaHebheru 2:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:14
  • +Job 1:19
  • +Ge 3:15; Ru 10:18; Joh 8:44; 1Jo 3:8; Zva 12:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2015, p. 10

    3/15/2011, p. 25

    10/15/2008, map. 31-32

    1/15/2006, p. 27

    7/1/2003, p. 30

VaHebheru 2:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 25:8; VaR 8:20, 21; 1VaK 15:26

VaHebheru 2:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “mbeu yaAbrahamu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 3:29

VaHebheru 2:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 2:7
  • +VaR 3:25; 1Jo 2:1, 2; 4:10
  • +VaR 5:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2007, p. 21

    2/1/2007, map. 20-21

VaHebheru 2:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 4:15
  • +VaH 7:25; Zva 3:10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 2:1Ru 8:15
VaH. 2:1Pis 73:2; VaH 3:12; 2Pe 3:17
VaH. 2:2VaG 3:19
VaH. 2:2Dhe 4:3; Jud 5
VaH. 2:3VaH 10:28, 29
VaH. 2:3Mk 1:14
VaH. 2:4Mab 2:22
VaH. 2:41VaK 12:11
VaH. 2:5Mab 17:31; 2Pe 3:13
VaH. 2:6Pis 144:3
VaH. 2:8Pis 8:4-6
VaH. 2:8Mt 28:18; 1VaK 15:27; VaE 1:22
VaH. 2:81Pe 3:22
VaH. 2:8Pis 110:1
VaH. 2:9VaF 2:7
VaH. 2:9Zva 5:9
VaH. 2:9Isa 53:5, 8; VaR 5:17; 1Ti 2:5, 6
VaH. 2:10VaR 8:18, 19; 2VaK 6:18
VaH. 2:10Mab 5:31; VaH 12:2
VaH. 2:10Ru 24:26; VaH 5:8
VaH. 2:11Joh 17:19; VaH 10:14
VaH. 2:11Joh 20:17
VaH. 2:11Mt 12:50; VaR 8:29
VaH. 2:12Pis 22:22
VaH. 2:13Isa 8:17
VaH. 2:13Isa 8:18
VaH. 2:14Joh 1:14
VaH. 2:14Job 1:19
VaH. 2:14Ge 3:15; Ru 10:18; Joh 8:44; 1Jo 3:8; Zva 12:9
VaH. 2:15Isa 25:8; VaR 8:20, 21; 1VaK 15:26
VaH. 2:16VaG 3:29
VaH. 2:17VaF 2:7
VaH. 2:17VaR 3:25; 1Jo 2:1, 2; 4:10
VaH. 2:17VaR 5:10
VaH. 2:18VaH 4:15
VaH. 2:18VaH 7:25; Zva 3:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 2:1-18

Tsamba kuvaHebheru

2 Ndokusaka isu tichifanira kunyatsoisa pfungwa dzedu pazvinhu zvatakanzwa,+ kuti tisambotsauka zvishoma nezvishoma.+ 2 Nekuti kana shoko rakataurwa pachishandiswa ngirozi+ rakazoratidza kuti nderechokwadi, uye kudarika kwese nekusateerera kwese kwakawana chirango maererano nekutonga kwakarurama,+ 3 tichapukunyuka sei kana tisina hanya neruponeso rwakakura kudai?+ Nekuti rwakatanga kutaurwa nezvarwo kuburikidza naIshe wedu,+ tikazoratidzwa kuti nderwechokwadi nevaya vakamunzwa, 4 Mwari achibatanawo navo achipupura nezviratidzo nezvishamiso nemabasa esimba akasiyana-siyana+ uye mweya mutsvene uchipiwa maererano nekuda kwake.+

5 Nekuti haana kuisa pasi pengirozi nyika ichauya+ yatiri kutaura nezvayo. 6 Asi chimwe chapupu chakambonyora kuti: “Munhu chiiko zvamunomufunga, kana mwanakomana wemunhu zvamunomuchengeta?+ 7 Makamuita akaderera kupfuura ngirozi, mukamuisa korona yekubwinya nekukudzwa, mukamugadza pamabasa emaoko enyu. 8 Makaisa zvinhu zvese pasi petsoka dzake.”+ Nekuisa kwaakaita zvinhu zvese pasi pake,+ Mwari haana chaakasiya chisiri pasi pake.+ Asi iye zvino tiri kuona kuti zvinhu zvese hazvisati zvava pasi pake.+ 9 Asi tiri kuona Jesu, uyo akanga aitwa akaderera kupfuura ngirozi,+ apfekedzwa korona yekubwinya nekukudzwa nekuti iye akafa,+ kuti nenyasha dzaMwari aravire rufu nekuda kwemunhu wese.+

10 Zvinhu zvese zviripo nekuda kwaMwari uye kuburikidza naye. Saka paakaita kuti vanakomana vakawanda vauye pakubwinya,+ zvakanga zvakakodzera kuti aite kuti Mumiririri Mukuru weruponeso rwavo+ ave akakwana kuburikidza nematambudziko.+ 11 Nekuti uya ari kutsvenesa pamwe chete nevaya vari kutsveneswa,+ vese vanobva kune mumwe chete,+ saka haanyari kuvati hama,+ 12 sekutaura kwaanoita kuti: “Ndichazivisa hama dzangu zita renyu; ndichaimba ndichikurumbidzai ndiri pakati peungano.”+ 13 Anotizve: “Ndichavimba naye.”+ Otizve: “Inzwai! Ini nevana vadiki, vandakapiwa naJehovha.”*+

14 Saka sezvo vana vacho vadiki vari venyama neropa, iye akavawo wenyama neropa,+ kuti nerufu rwake aparadze uyo ane simba rekukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi,+ 15 uye kuti asunungure vese vakanga vari muuranda kweupenyu hwavo hwese pamusana pekutya rufu.+ 16 Nekuti ngirozi handidzo dzaari kubatsira, asi ari kubatsira vana vaAbrahamu.*+ 17 Saka aifanira kuva sehama dzake pazvinhu zvese,+ kuti ave mupristi mukuru ane tsitsi uye akatendeka pazvinhu zvine chekuita naMwari, kuti ape chibayiro chekuyananisa+ zvivi zvevanhu.+ 18 Sezvo iye pachake akatambura paaiedzwa,+ anokwanisawo kubatsira vari kuedzwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe