Mateu 5:2, 3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Akabva ashama muromo wake akatanga kuvadzidzisa, achiti: 3 “Vanofara vaya vanoziva kuti vanoda kutungamirirwa naMwari,*+ nekuti Umambo hwekudenga ndehwavo. Jakobho 2:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Teererai hama dzangu dzinodiwa. Mwari haana here kusarudza vanhu vanoonekwa sevarombo nenyika kuti vapfume pakutenda+ uye kuti vave vagari venhaka yeUmambo hwaakavimbisa vaya vanomuda?+
2 Akabva ashama muromo wake akatanga kuvadzidzisa, achiti: 3 “Vanofara vaya vanoziva kuti vanoda kutungamirirwa naMwari,*+ nekuti Umambo hwekudenga ndehwavo.
5 Teererai hama dzangu dzinodiwa. Mwari haana here kusarudza vanhu vanoonekwa sevarombo nenyika kuti vapfume pakutenda+ uye kuti vave vagari venhaka yeUmambo hwaakavimbisa vaya vanomuda?+