RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 15:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 “Kana imwe yehama dzako ikava murombo pakati pako mune rimwe remaguta ako, munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako, usaomesa mwoyo kana kupfumbatira ruoko rwako kuhama yako murombo.+ 8 Nekuti unofanira kupfumbanura ruoko rwako uchimupa+ uye unofanira kumukweretesawo zvese zvaanoda kana kuti zvaanoshayiwa.

  • Zvirevo 3:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Usarega kuitira zvakanaka vaya vanoda kubatsirwa+

      Kana uchikwanisa* kubatsira.+

  • Zvirevo 21:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Inoswera ichingopanga zvemakaro,

      Asi munhu akarurama anopa, asina chaanonyima.+

  • Mateu 5:42
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 42 Ipa anokukumbira, uye usapira gotsi munhu ari kuda chikwereti kwauri.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe