RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 13:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Nekuti munhu wese anazvo, achawedzerwa zvimwe, uye achaitwa kuti ave nezvizhinji; asi munhu wese asina, achatorerwa kunyange zvaainazvo.+

  • Mateu 25:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Nekuti munhu wese anazvo, achawedzerwa zvimwe uye achava nezvizhinji. Asi uya asina, achatorerwa kunyange zvaainazvo.+

  • Mako 4:24, 25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Akatizve kwavari: “Nyatsoteererai zvamuri kunzwa.+ Chiyero chamuri kuyerera vamwe nacho, ndicho chamuchayererwawo nacho, kunyange kutowedzerwa zvimwe. 25 Nekuti munhu wese anazvo achawedzerwa zvimwe,+ asi munhu wese asina, achatorerwa kunyange zvaainazvo.”+

  • Ruka 19:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 ‘Ndinoti kwamuri, munhu wese anazvo, achawedzerwa zvimwe, asi uya asina, achatorerwa kunyange zvaainazvo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe