-
Isaya 43:3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Nekuti ndini Jehovha Mwari wako,
Iye Mutsvene waIsraeri, Muponesi wako.
Ndakapa Ijipiti kuti ive rudzikinuro rwako,
Itiopiya neSebha panzvimbo pako.
-
-
Judha 25Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 iye Mwari mumwe chete Muponesi wedu pachishandiswa Jesu Kristu Ishe wedu, ngakuve nekubwinya, neukuru, nesimba, nechiremera kubvira nekusingaperi, nazvino, kusvikira nekusingaperi. Ameni.
-