Mateu 9:37, 38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Akabva ati kuvadzidzi vake: “Kukohwa kukuru zvechokwadi, asi vashandi vashoma.+ 38 Saka kumbirai Tenzi wekukohwa kuti atumire vashandi vanoita basa rake rekukohwa.”+ 1 VaKorinde 3:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti tinoshanda pamwe chete naMwari. Imi muri munda waMwari uri kurimwa, muri chivakwa chaMwari.+ 2 VaTesaronika 3:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Hama dzangu, regai ndipedzise ndichiti, rambai muchitinyengeterera+ kuti shoko raJehovha* rirambe richipararira nekukurumidza+ uye richikudzwa, sezvariri kuitwa pakati penyu,
37 Akabva ati kuvadzidzi vake: “Kukohwa kukuru zvechokwadi, asi vashandi vashoma.+ 38 Saka kumbirai Tenzi wekukohwa kuti atumire vashandi vanoita basa rake rekukohwa.”+
9 Nekuti tinoshanda pamwe chete naMwari. Imi muri munda waMwari uri kurimwa, muri chivakwa chaMwari.+
3 Hama dzangu, regai ndipedzise ndichiti, rambai muchitinyengeterera+ kuti shoko raJehovha* rirambe richipararira nekukurumidza+ uye richikudzwa, sezvariri kuitwa pakati penyu,