Mako 8:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Nekuti munhu wese anonyara neni nemashoko angu muchizvarwa chino cheupombwe* uye chinotadza, Mwanakomana wemunhu paanouya ari mukubwinya kwaBaba vake aine ngirozi tsvene,+ achanyarawo naye.”+ Ruka 9:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Nekuti munhu wese anonyara neni nemashoko angu, Mwanakomana wemunhu achanyarawo naye paanouya ari mukubwinya kwake nekwaBaba nekwengirozi tsvene.+ 2 Timoti 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikamuramba, iye achatirambawo;+ 1 Johani 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Munhu wese anoramba Mwanakomana haasi pamwe naBaba.+ Asi munhu wese anobvuma Mwanakomana+ ari pamwe naBaba.+
38 Nekuti munhu wese anonyara neni nemashoko angu muchizvarwa chino cheupombwe* uye chinotadza, Mwanakomana wemunhu paanouya ari mukubwinya kwaBaba vake aine ngirozi tsvene,+ achanyarawo naye.”+
26 Nekuti munhu wese anonyara neni nemashoko angu, Mwanakomana wemunhu achanyarawo naye paanouya ari mukubwinya kwake nekwaBaba nekwengirozi tsvene.+
12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikamuramba, iye achatirambawo;+
23 Munhu wese anoramba Mwanakomana haasi pamwe naBaba.+ Asi munhu wese anobvuma Mwanakomana+ ari pamwe naBaba.+