VaRoma 10:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti kana uchizivisa pachena nemuromo wako kuti Jesu ndiShe,+ uye uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kuvakafa, uchaponeswa. 10 Nekuti munhu anotenda nemwoyo kuti awane kururama, asi anozivisa pachena+ nemuromo kuti awane ruponeso.
9 Nekuti kana uchizivisa pachena nemuromo wako kuti Jesu ndiShe,+ uye uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kuvakafa, uchaponeswa. 10 Nekuti munhu anotenda nemwoyo kuti awane kururama, asi anozivisa pachena+ nemuromo kuti awane ruponeso.