Jobho 38:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Ndiani anogadzirira gunguo zvekudya,+Panochema vana varo vachida kubatsirwa naMwari,Vachingodzungaira nekuti hapana chekudya? Pisarema 147:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Anopa mhuka zvekudya,+Nemanyana emakunguo anochemera zvekudya.+
41 Ndiani anogadzirira gunguo zvekudya,+Panochema vana varo vachida kubatsirwa naMwari,Vachingodzungaira nekuti hapana chekudya?