-
Mateu 24:48-51Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
48 “Asi kana zvikaitika kuti muranda akaipa iyeye anoti nechemumwoyo, ‘Tenzi wangu ari kunonoka,’+ 49 otanga kurova vamwe varanda, achidya nekunwa nezvidhakwa zvinozivikanwa, 50 tenzi wemuranda iyeye achauya pazuva raasingafungiri uye panguva yaasingazivi,+ 51 uye achamuranga zvakaomarara uye achamupa mugove wake pamwe chete nevanyengeri. Ikoko ndiko kwaachachema ari achirumanisa mazino.+
-