Mateu 24:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 achamuranga zvakaoma kwazvo+ uye achamupa mugove wake pamwe chete nevanyengeri. Ikoko ndiko kwaachasvimha misodzi ari nokugeda-geda mazino ake.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 24:51 ‘Muranda Akatendeka’ Anokunda Muedzo! w04 3/1 p. 13 ndim. 2-4
51 achamuranga zvakaoma kwazvo+ uye achamupa mugove wake pamwe chete nevanyengeri. Ikoko ndiko kwaachasvimha misodzi ari nokugeda-geda mazino ake.+