Ruka 12:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Asi uya asina kunzwisisa, ndokuita zvinhu zvinorovesa, acharohwa zvishoma. Chokwadi, munhu wese akapiwa zvizhinji, zvizhinji zvichadiwa kwaari, uye uya ane zvizhinji zvakaiswa mumaoko ake, kwaari kunotarisirwawo zvakatowanda kudarika zvaakapiwa.+
48 Asi uya asina kunzwisisa, ndokuita zvinhu zvinorovesa, acharohwa zvishoma. Chokwadi, munhu wese akapiwa zvizhinji, zvizhinji zvichadiwa kwaari, uye uya ane zvizhinji zvakaiswa mumaoko ake, kwaari kunotarisirwawo zvakatowanda kudarika zvaakapiwa.+