Mateu 25:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Nekuti munhu wese anazvo, achawedzerwa zvimwe uye achava nezvizhinji. Asi uya asina, achatorerwa kunyange zvaainazvo.+ Johani 15:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vanobvisa bazi rese riri pandiri risingabereki, uye vanochenesa ese anobereka, kuti abereke zvakawanda.+
29 Nekuti munhu wese anazvo, achawedzerwa zvimwe uye achava nezvizhinji. Asi uya asina, achatorerwa kunyange zvaainazvo.+
2 Vanobvisa bazi rese riri pandiri risingabereki, uye vanochenesa ese anobereka, kuti abereke zvakawanda.+