RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 66:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 “Ruoko rwangu ndirwo rwakagadzira zvinhu zvese izvi,

      Uye uku ndiko kuvapo kwazvakaita,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.+

      “Saka ndichatarisa kumunhu uyu,

      Kuna iye anozvininipisa neakasuruvara uyo anodedereswa neshoko* rangu.+

  • Mateu 21:28-31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 “Munofungei? Mumwe murume akanga aine vana vake vaviri. Akaenda kune wekutanga, akati, ‘Mwanangu, enda unoshanda mumunda wemizambiringa nhasi.’ 29 Uyu akapindura achiti, ‘Handidi,’ asi akazozvitongesa, akaenda. 30 Akaenda kune wechipiri, akamuudza zvimwe chetezvo. Uyu akapindura achiti, ‘Zvakanakai, ndichaenda,’ asi haana kuenda. 31 Ndeupi pavaviri ava akaita kuda kwababa vake?” Vakati: “Wekutanga.” Jesu akati kwavari: “Chokwadi ndinoti kwamuri vateresi nepfambi vari kukutangirai kupinda muUmambo hwaMwari.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe