Isaya 66:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Zvino ruoko rwangu rwakaita zvinhu zvose izvi, zvokuti zvose izvi zvakavapo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ipapo, ndichatarira munhu uyu, iye anotambudzika neakasuruvara+ uye anodedereswa neshoko rangu.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 66:2 Kupupurira Kwazvo, p. 49 Uprofita hwaIsaya II, pp. 391-392
2 “Zvino ruoko rwangu rwakaita zvinhu zvose izvi, zvokuti zvose izvi zvakavapo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ipapo, ndichatarira munhu uyu, iye anotambudzika neakasuruvara+ uye anodedereswa neshoko rangu.+