Mateu 24:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 “Kutambudzika kwemazuva iwayo kuchangobva kuitika, zuva richasviba,+ uye mwedzi hauzovheneki, nyeredzi dzichawa dzichibva kudenga, uye masimba ekudenga achazununguswa.+ Mako 13:24, 25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 “Asi mumazuva iwayo, pashure pekutambudzika ikoko, zuva richasviba, uye mwedzi hauzovheneki,+ 25 uye nyeredzi dzichange dzichiwa kudenga, uye masimba ekudenga achazununguswa.
29 “Kutambudzika kwemazuva iwayo kuchangobva kuitika, zuva richasviba,+ uye mwedzi hauzovheneki, nyeredzi dzichawa dzichibva kudenga, uye masimba ekudenga achazununguswa.+
24 “Asi mumazuva iwayo, pashure pekutambudzika ikoko, zuva richasviba, uye mwedzi hauzovheneki,+ 25 uye nyeredzi dzichange dzichiwa kudenga, uye masimba ekudenga achazununguswa.