Johani 13:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Handisi kutaura pamusoro penyu mese; ndinoziva vandakasarudza. Asi izvi zviri kuitika kuti rugwaro ruzadziswe+ runoti: ‘Uya aidya chingwa changu, andisimudzira chitsitsinho chake.’*+
18 Handisi kutaura pamusoro penyu mese; ndinoziva vandakasarudza. Asi izvi zviri kuitika kuti rugwaro ruzadziswe+ runoti: ‘Uya aidya chingwa changu, andisimudzira chitsitsinho chake.’*+