Johani 13:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Handisi kutaura pamusoro penyu mose; ndinoziva vandakasarudza.+ Asi zvinhu izvi zviri kuitika kuti Rugwaro ruzadzike+ runoti, ‘Uya aidya chingwa changu akandisimudzira chitsitsinho chake.’+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:18 Jesu—Nzira, p. 270 Nharireyomurindi,8/15/2011, p. 137/1/1990, p. 8
18 Handisi kutaura pamusoro penyu mose; ndinoziva vandakasarudza.+ Asi zvinhu izvi zviri kuitika kuti Rugwaro ruzadzike+ runoti, ‘Uya aidya chingwa changu akandisimudzira chitsitsinho chake.’+