RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 50:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Ndakapa musana wangu kune vaindirova,

      Uye matama angu kune vaya vakaadzura vachiasiya asina chinhu.*

      Handina kuhwandisa chiso changu pakuitirwa zvinhu zvinonyadzisa uye pakupfirwa mate.+

  • Isaya 53:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 Asi iye akabayiwa+ nekuda kwekudarika kwedu;+

      Akapwanyiwa nekuda kwekukanganisa kwedu.+

      Akabvuma kurangwa kuti tive nerugare,+

      Uye maronda ake akaita kuti tiporeswe.+

  • Mateu 26:67, 68
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 67 Vakabva vamusvipira kumeso,+ vakamurova nezvibhakera.+ Vamwe vakamurova kumeso nembama,+ 68 vachiti: “Iwe Kristu, tiprofitire. Ndiani akurova?”

  • Mako 14:65
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 65 Vamwe vakatanga kumusvipira mate+ uye kumufukidza kumeso vomurova nezvibhakera vachiti kwaari: “Profita!” Uye vashandi vepadare vakamurova kumeso nembama ndokuenda naye.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe