Mateu 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Uye akasvika, akagara muguta rinonzi Nazareta,+ kuti zvakataurwa nekuvaprofita zvizadziswe, zvekuti: “Achanzi muNazareta.”*+ Mateu 21:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Vanhu vazhinji vaiti: “Uyu ndiye muprofita Jesu,+ wekuNazareta yeGarireya!”
23 Uye akasvika, akagara muguta rinonzi Nazareta,+ kuti zvakataurwa nekuvaprofita zvizadziswe, zvekuti: “Achanzi muNazareta.”*+