RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 14:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Akati vanhu vese vagare pasi muuswa. Akabva atora zvingwa zvacho zvishanu nehove mbiri, uye achitarisa kudenga, akakumbira chikomborero,+ uye amedura zvingwa, akazvipa vadzidzi, vadzidzi vakazvipa vanhu vese.

  • Mateu 15:36
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 36 akatora zvingwa zvacho zvinomwe nehove dzacho, akaonga, akazvimedura, akatanga kupa vadzidzi, uye vadzidzi vakazvipa vanhu.+

  • Mako 6:41
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 41 Akatora zvingwa zvacho zvishanu nehove dzacho mbiri, akatarisa kudenga, ndokukumbira chikomborero.+ Akabva adimbura-dimbura chingwa chacho, akatanga kuchipa vadzidzi kuti vachiise pamberi pevanhu, uye akadimbura-dimbura hove dzacho mbiri dzikapiwa vanhu vese.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe