Johani 5:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Nekuti Baba vanoda Mwanakomana+ uye vanomuratidza zvinhu zvese zvavanoita, uye vachamuratidza mabasa makuru pane aya, kuti mushamiswe.+ Johani 15:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Sekudiwa kwandakaitwa naBaba,+ ini ndakakudaiwo; rambai muri murudo rwangu. 10 Kana mukachengeta mirayiro yangu, mucharamba muri murudo rwangu, sekuchengetawo kwandakaita mirayiro yaBaba ndikaramba ndiri murudo rwavo.
20 Nekuti Baba vanoda Mwanakomana+ uye vanomuratidza zvinhu zvese zvavanoita, uye vachamuratidza mabasa makuru pane aya, kuti mushamiswe.+
9 Sekudiwa kwandakaitwa naBaba,+ ini ndakakudaiwo; rambai muri murudo rwangu. 10 Kana mukachengeta mirayiro yangu, mucharamba muri murudo rwangu, sekuchengetawo kwandakaita mirayiro yaBaba ndikaramba ndiri murudo rwavo.