Johani 7:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Munhu wese anotenda mandiri, sezvakataurwa nerugwaro: ‘Hova dzemvura mhenyu dzichayerera dzichibva mukatikati make.’”+ VaRoma 6:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Nekuti mubayiro wechivi ndirwo rufu,+ asi chipo chinopiwa naMwari achishandisa Kristu Jesu Ishe wedu+ ndihwo upenyu husingaperi.+ 1 Johani 5:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Asi tinoziva kuti Mwanakomana waMwari akauya,+ uye akatipa njere kuti tizive iye wechokwadi. Uye isu tiri pamwe naiye wechokwadi,+ kuburikidza neMwanakomana wake Jesu Kristu. Ndiye Mwari wechokwadi neupenyu husingaperi.+
38 Munhu wese anotenda mandiri, sezvakataurwa nerugwaro: ‘Hova dzemvura mhenyu dzichayerera dzichibva mukatikati make.’”+
23 Nekuti mubayiro wechivi ndirwo rufu,+ asi chipo chinopiwa naMwari achishandisa Kristu Jesu Ishe wedu+ ndihwo upenyu husingaperi.+
20 Asi tinoziva kuti Mwanakomana waMwari akauya,+ uye akatipa njere kuti tizive iye wechokwadi. Uye isu tiri pamwe naiye wechokwadi,+ kuburikidza neMwanakomana wake Jesu Kristu. Ndiye Mwari wechokwadi neupenyu husingaperi.+