Johani 17:20, 21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 “Handikumbiriri ivava chete, asiwo vaya vanotenda mandiri neshoko ravo, 21 kuti vese vave vamwe,+ semi Baba muri pamwe neni uye ini ndiri pamwe nemi,+ kuti ivowo vave pamwe nesu, kuti nyika itende kuti makandituma.
20 “Handikumbiriri ivava chete, asiwo vaya vanotenda mandiri neshoko ravo, 21 kuti vese vave vamwe,+ semi Baba muri pamwe neni uye ini ndiri pamwe nemi,+ kuti ivowo vave pamwe nesu, kuti nyika itende kuti makandituma.