Mateu 3:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mumazuva iwayo Johani+ Mubhabhatidzi akauya achiparidza+ murenje* reJudhiya, Mateu 3:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vanhu vemuJerusarema neJudhiya yese nenyika yese yakapoteredza Jodhani vaibuda, vachienda kwaaiva,+ 6 uye vaibhabhatidzwa* naye muRwizi rwaJodhani,+ vachireurura zvivi zvavo pamberi pevanhu vese. Mako 6:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Nekuti Herodhi aitya Johani, achiziva kuti aiva munhu akarurama uye mutsvene,+ uye aimuchengetedza. Pashure pekunzwa zvaaitaura, akashaya kuti oitei, asi akaramba achimuteerera achifara.
5 Vanhu vemuJerusarema neJudhiya yese nenyika yese yakapoteredza Jodhani vaibuda, vachienda kwaaiva,+ 6 uye vaibhabhatidzwa* naye muRwizi rwaJodhani,+ vachireurura zvivi zvavo pamberi pevanhu vese.
20 Nekuti Herodhi aitya Johani, achiziva kuti aiva munhu akarurama uye mutsvene,+ uye aimuchengetedza. Pashure pekunzwa zvaaitaura, akashaya kuti oitei, asi akaramba achimuteerera achifara.