Mateu 14:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Asi Jesu akabva ataura navo achiti: “Musavhunduka henyu! Ndini; musatya.”+ Mako 6:50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 50 Nekuti vese vakamuona uye vakanetseka. Asi akabva angotaura navo, achiti: “Musavhunduka henyu! Ndini; musatya.”+
50 Nekuti vese vakamuona uye vakanetseka. Asi akabva angotaura navo, achiti: “Musavhunduka henyu! Ndini; musatya.”+