Johani 12:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Kunyange zvakadaro, vatongi vakawanda vakatenda maari,+ asi nemhaka yevaFarisi, vakanga vasingadi kubuda pachena vachitya kudzingwa musinagogi;+ Mabasa 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Izvi zvakaita kuti shoko raMwari rirambe richipararira,+ uye vadzidzi vakaramba vachiwedzera zvikuru+ muJerusarema; uye vapristi vakawanda vakatanga kuva vatendi.+
42 Kunyange zvakadaro, vatongi vakawanda vakatenda maari,+ asi nemhaka yevaFarisi, vakanga vasingadi kubuda pachena vachitya kudzingwa musinagogi;+
7 Izvi zvakaita kuti shoko raMwari rirambe richipararira,+ uye vadzidzi vakaramba vachiwedzera zvikuru+ muJerusarema; uye vapristi vakawanda vakatanga kuva vatendi.+