VaRoma 6:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti tinoziva kuti unhu hwedu hwekare hwakarovererwa pamwe chete naye+ kuti muviri wedu une chivi ushaye simba,+ kuti tirege kuramba tiri varanda vechivi.+ VaRoma 6:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Hamuzivi here kuti kana muchizvipa kumunhu sevaranda vanoteerera, muri varanda vewamunoteerera wacho,+ vangava vechivi+ chinotungamirira kurufu+ kana kuti vekuteerera kunotungamirira kukururama? VaRoma 7:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti tinoziva kuti Mutemo ndewemweya, asi ini ndiri munhu wenyama, akatengeswa kuchivi.+
6 Nekuti tinoziva kuti unhu hwedu hwekare hwakarovererwa pamwe chete naye+ kuti muviri wedu une chivi ushaye simba,+ kuti tirege kuramba tiri varanda vechivi.+
16 Hamuzivi here kuti kana muchizvipa kumunhu sevaranda vanoteerera, muri varanda vewamunoteerera wacho,+ vangava vechivi+ chinotungamirira kurufu+ kana kuti vekuteerera kunotungamirira kukururama?