VaKorose 2:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Sezvo imi muri pamwe naye, makachecheudzwawo nekuchecheudzwa kusingaitwi nemaoko asi kwekubvisa muviri wenyama,+ kuchecheudzwa kune chekuita naKristu.+ VaKorose 3:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka urayai nhengo dzemiviri yenyu dziri panyika+ pazvinhu zvakadai seupombwe,* kusachena, chishuwo chisingadzorwi chekuda zvebonde,+ kushuva zvakaipa, uye kuva nemakaro, kunova kunamata zvidhori.
11 Sezvo imi muri pamwe naye, makachecheudzwawo nekuchecheudzwa kusingaitwi nemaoko asi kwekubvisa muviri wenyama,+ kuchecheudzwa kune chekuita naKristu.+
5 Saka urayai nhengo dzemiviri yenyu dziri panyika+ pazvinhu zvakadai seupombwe,* kusachena, chishuwo chisingadzorwi chekuda zvebonde,+ kushuva zvakaipa, uye kuva nemakaro, kunova kunamata zvidhori.