Johani 7:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Jesu paakanga achidzidzisa mutemberi akabva ashevedzera kuti: “Munondiziva uye munoziva kwandinobva. Uye handina kuzvisarudzira ndega kuuya,+ asi iye akandituma ariko zvechokwadi, uye hamumuzivi.+
28 Jesu paakanga achidzidzisa mutemberi akabva ashevedzera kuti: “Munondiziva uye munoziva kwandinobva. Uye handina kuzvisarudzira ndega kuuya,+ asi iye akandituma ariko zvechokwadi, uye hamumuzivi.+