Johani 7:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Naizvozvo Jesu akashevedzera paakanga achidzidzisa mutemberi akati: “Munondiziva ini uye munoziva kwandinobva.+ Uyewo, handina kuzviuyira pachangu,+ asi iye akandituma aripo zvechokwadi,+ uye hamumuzivi.+
28 Naizvozvo Jesu akashevedzera paakanga achidzidzisa mutemberi akati: “Munondiziva ini uye munoziva kwandinobva.+ Uyewo, handina kuzviuyira pachangu,+ asi iye akandituma aripo zvechokwadi,+ uye hamumuzivi.+