Mateu 7:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Chenjererai vaprofita venhema+ vanouya kwamuri vakapfeka nguo dzemakwai,+ asi mukati vari mhumhi dzinoparadza.+
15 “Chenjererai vaprofita venhema+ vanouya kwamuri vakapfeka nguo dzemakwai,+ asi mukati vari mhumhi dzinoparadza.+