Muparidzi 9:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa,+ asi vakafa havana kana chavanoziva,+ uye havasisina kana mubayiro,* nekuti zvese zvaizivikanwa nezvavo hazvichayeukwi.+
5 Nekuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa,+ asi vakafa havana kana chavanoziva,+ uye havasisina kana mubayiro,* nekuti zvese zvaizivikanwa nezvavo hazvichayeukwi.+