RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 3:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Kana ndiri ini, ndinokubhabhatidzai nemvura nekuda kwekupfidza zvivi zvenyu,+ asi uyo ari kuuya pashure pangu akasimba kundipfuura, uye ane shangu dzandisina kukodzera kubvisa.+ Iyeye achakubhabhatidzai nemweya mutsvene+ uye nemoto.+

  • Mabasa 1:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 nekuti Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa nemweya mutsvene+ mazuva mashomanana ari kuuya.”

  • Mabasa 2:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Pazuva reMutambo wePendekosti,+ vese vakanga vari panzvimbo imwe chete.

  • Mabasa 2:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 uye vese vakazadzwa nemweya mutsvene,+ vakatanga kutaura nemitauro yakasiyana-siyana,* sekupiwa kwavaiitwa nemweya kuti vataure.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe