RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 23:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Munofanira kuverenga mazuva 50+ kusvikira pazuva rinotevera Sabata rechinomwe, mobva mauya nemupiro wezviyo zvitsva kuna Jehovha.+

  • Dheuteronomi 16:9-11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 “Unofanira kuverenga mavhiki manomwe. Unofanira kutanga kuverenga mavhiki acho manomwe kubvira panotanga kupinzwa jeko muzviyo* zvisati zvakohwewa.+ 10 Unofanira kubva wapemberera Mutambo Wemavhiki unoitirwa Jehovha Mwari wako,+ uine mupiro unobva muruoko rwako wekungopawo zvako uchizvidira, uchipa maererano nekukomborerwa kwaunoitwa naJehovha Mwari wako.+ 11 Uye unofanira kufara pamberi paJehovha Mwari wako, iwe nemwanakomana wako, mwanasikana wako, murandarume wako, murandakadzi wako, muRevhi ari mukati memaguta* ako, mutorwa, nherera, nechirikadzi, vari pakati pako, munzvimbo inosarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe