RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 26:47
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 47 Achiri kutaura, Judhasi, mumwe wevane Gumi Nevaviri, akabva asvika aine vanhu vakawanda vaiva nemapakatwa netsvimbo, vakanga vatumwa nevatungamiriri vevapristi nevakuru vevanhu.+

  • Mako 14:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Judhasi Iskariyoti, mumwe wevane Gumi Nevaviri, akabva aenda kuvatungamiriri vevapristi kunomutengesa kwavari.+

  • Ruka 22:48
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 48 Asi Jesu akati kwaari: “Judhasi, uri kutengesa Mwanakomana wemunhu nekutsvoda here?”

  • Johani 13:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Vamwe vaitofunga kuti sezvo Judhasi ari iye aichengeta bhokisi remari,+ Jesu akanga achimuudza kuti, “Tenga zvinhu zvatinoda kushandisa pamutambo,” kana kuti aifanira kupa varombo chimwe chinhu.

  • Mabasa 1:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 “Varume, hama, zvakanga zvakakodzera kuti rugwaro ruzadziswe rwakataurwa nemweya mutsvene uchiita kuti Dhavhidhi aprofite pamusoro paJudhasi,+ uyo akatungamirira vanhu vakasunga Jesu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe