Mateu 10:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 “Munhu wese anokugamuchirai anondigamuchirawo, uye wese anondigamuchira anogamuchirawo iye akandituma.+ Mako 9:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 “Munhu wese anogamuchira mumwe wevana vadiki vakadai+ nekuda kwezita rangu anondigamuchirawo; uye munhu wese anondigamuchira haagamuchiri ini chete, asi anogamuchirawo iye akandituma.”+
40 “Munhu wese anokugamuchirai anondigamuchirawo, uye wese anondigamuchira anogamuchirawo iye akandituma.+
37 “Munhu wese anogamuchira mumwe wevana vadiki vakadai+ nekuda kwezita rangu anondigamuchirawo; uye munhu wese anondigamuchira haagamuchiri ini chete, asi anogamuchirawo iye akandituma.”+