VaFiripi 2:5-7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ivai nemafungiro aya aivawo naKristu Jesu,+ 6 uyo, kunyange zvazvo aiva mumufananidzo waMwari,+ haana kutombobvira ava nepfungwa yekuda kuzviona seakaenzana naMwari.+ 7 Haana kudaro, asi akazvidurura, akava semuranda,+ akava munhu.*+
5 Ivai nemafungiro aya aivawo naKristu Jesu,+ 6 uyo, kunyange zvazvo aiva mumufananidzo waMwari,+ haana kutombobvira ava nepfungwa yekuda kuzviona seakaenzana naMwari.+ 7 Haana kudaro, asi akazvidurura, akava semuranda,+ akava munhu.*+