RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 20:26, 27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Izvi hazvifaniri kudaro pakati penyu;+ asi munhu wese anoda kuva mukuru pakati penyu anofanira kuva mushumiri wenyu,+ 27 uye wese anoda kuva wekutanga pakati penyu anofanira kuva muranda wenyu.+

  • Ruka 9:48
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 48 akati kwavari: “Munhu wese anogamuchira mwana mudiki uyu nekuda kwezita rangu anondigamuchirawo; uye munhu wese anondigamuchira anogamuchirawo iye akandituma.+ Nekuti munhu anozviita mudiki pakati penyu mese ndiye mukuru.”+

  • Ruka 22:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Asi imi hamufaniri kudaro.+ Mukuru pakati penyu anofanira kuva semudiki pane vese,+ uye uya ari kutungamirira anofanira kushandira vamwe.*

  • VaRoma 12:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Parudo rwenyu sehama, dananai nemwoyo wese. Pakukudzana, mumwe nemumwe wenyu ngaatange iye.+

  • 1 Petro 5:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Saizvozvowo, imi varume vadiki, zviisei pasi pevarume vakuru.*+ Asi mese zvenyu pfekai kuzvininipisa pane zvamunoitirana, nekuti Mwari anopesana nevanozvikudza, asi ane nyasha kune vanozvininipisa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe