Johani 14:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Saka ndakuudzai iye zvino zvisati zvaitika, kuti mutende kana zvazoitika.+ Johani 16:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Kunyange zvakadaro, ndataura zvinhu izvi kwamuri kuti kana nguva yekuti zviitike yasvika, muyeuke kuti ndakakuudzai.+ “Handina kukuudzai zvinhu izvi pakutanga, nekuti ndaiva nemi.
4 Kunyange zvakadaro, ndataura zvinhu izvi kwamuri kuti kana nguva yekuti zviitike yasvika, muyeuke kuti ndakakuudzai.+ “Handina kukuudzai zvinhu izvi pakutanga, nekuti ndaiva nemi.