Johani 2:24, 25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Asi Jesu akanga asingavimbi navo nekuti aivaziva vese 25 uye akanga asingafaniri kuita zvekuudzwa zvakaita munhu, nekuti aiziva zviri mumwoyo memunhu.+
24 Asi Jesu akanga asingavimbi navo nekuti aivaziva vese 25 uye akanga asingafaniri kuita zvekuudzwa zvakaita munhu, nekuti aiziva zviri mumwoyo memunhu.+