Johani 7:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Jesu akavapindurawo achiti: “Zvandinodzidzisa hazvisi zvangu, asi ndezvaiye akandituma.+ Johani 8:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Jesu akabva ati: “Pamunenge masimudza Mwanakomana wemunhu+ ndipo pamuchaziva kuti ndini wacho,+ uye kuti handiiti chinhu chandinozvitangira ndega;+ asi ndinotaura zvinhu izvi sekudzidziswa kwandakaitwa naBaba. Johani 12:49 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 49 Nekuti handina kutaura zvangu ndega, asi Baba vakandituma ndivo pachavo vakandirayira kuti ndezvipi zvandinofanira kutaura uye kudzidzisa.+
28 Jesu akabva ati: “Pamunenge masimudza Mwanakomana wemunhu+ ndipo pamuchaziva kuti ndini wacho,+ uye kuti handiiti chinhu chandinozvitangira ndega;+ asi ndinotaura zvinhu izvi sekudzidziswa kwandakaitwa naBaba.
49 Nekuti handina kutaura zvangu ndega, asi Baba vakandituma ndivo pachavo vakandirayira kuti ndezvipi zvandinofanira kutaura uye kudzidzisa.+