VaFiripi 4:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho,+ asi panyaya dzese zvikumbiro zvenyu ngazviziviswe Mwari muchinyengetera uye muchiteterera pamwe chete nekuonga;+
6 Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho,+ asi panyaya dzese zvikumbiro zvenyu ngazviziviswe Mwari muchinyengetera uye muchiteterera pamwe chete nekuonga;+