2 Petro 1:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nekuti kana zvinhu izvi zviri mamuri uye zvichifashukira, zvichaita kuti murege kuva vanhu vasingaiti basa kana kuti vasina zvibereko+ pakushandisa ruzivo rwakarurama pamusoro paShe wedu Jesu Kristu.
8 Nekuti kana zvinhu izvi zviri mamuri uye zvichifashukira, zvichaita kuti murege kuva vanhu vasingaiti basa kana kuti vasina zvibereko+ pakushandisa ruzivo rwakarurama pamusoro paShe wedu Jesu Kristu.