Johani 6:56 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 56 Wese anodya nyama yangu nekunwa ropa rangu anoramba ari pamwe neni, neni ndiri pamwe naye.+ 1 VaKorinde 12:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Zvino imi muri muviri waKristu,+ uye mumwe nemumwe wenyu inhengo yawo.+ VaEfeso 4:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvichibva nekwaari, muviri wese+ unonyatsobatanidzwa pamwe chete uye unoitwa kuti ushande pamwe chete nenhengo dzese dzinoupa zvaunoda. Kana nhengo imwe neimwe ichishanda zvakanaka, zvinobatsira kuti muviri ukure paunenge uchizvivaka murudo.+
16 Zvichibva nekwaari, muviri wese+ unonyatsobatanidzwa pamwe chete uye unoitwa kuti ushande pamwe chete nenhengo dzese dzinoupa zvaunoda. Kana nhengo imwe neimwe ichishanda zvakanaka, zvinobatsira kuti muviri ukure paunenge uchizvivaka murudo.+