Ruka 6:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “Munofara imi pese pamunovengwa nevanhu,+ uye pavanokusarurai+ nekukuzvidzai uye pavanoshora zita renyu vachiti makaipa pamusana peMwanakomana wemunhu. Johani 17:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndakavapa shoko renyu, asi nyika yakavavenga, nekuti havasi venyika,+ seni ndisiri wenyika. 1 Petro 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Vanhu ivavo vanoshaya kuti sei musingarambi muchiita navo zvinhu izvozvo zvakaipa, saka vanotaura zvakaipa nezvenyu.+
22 “Munofara imi pese pamunovengwa nevanhu,+ uye pavanokusarurai+ nekukuzvidzai uye pavanoshora zita renyu vachiti makaipa pamusana peMwanakomana wemunhu.
4 Vanhu ivavo vanoshaya kuti sei musingarambi muchiita navo zvinhu izvozvo zvakaipa, saka vanotaura zvakaipa nezvenyu.+