Johani 15:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kudai maiva venyika, nyika ingadai ichida vayo. Asi sezvo musiri venyika,+ uye ndakakusarudzai munyika, nyika inokuvengai nechikonzero ichi.+ Jakobho 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Imi mhombwekadzi,* hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari? Saka munhu wese anoda kuva shamwari yenyika anenge achitozviita muvengi waMwari.+
19 Kudai maiva venyika, nyika ingadai ichida vayo. Asi sezvo musiri venyika,+ uye ndakakusarudzai munyika, nyika inokuvengai nechikonzero ichi.+
4 Imi mhombwekadzi,* hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari? Saka munhu wese anoda kuva shamwari yenyika anenge achitozviita muvengi waMwari.+